Numeri 14:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Hakuna nomumwe wavo achapinda munyika yandakapikira madzitateguru avo, kana vose vakandishora havambofa vakakutsika.’ Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 ɀirokwaɀo, haʋaŋgaʋoni nyika yandakapikira madziɓaɓa aʋo; hakunomumŋe waʋakandiɀidza ucaiʋona, Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200223 zvirokwazvo, havangaoni nyika yandakapikira madzibaba avo; hakuna mumwe wavakandizvidza achaiona, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Hakuna nomumwe wavo achapinda munyika yandakapikira madzitateguru avo, kana vose vakandishora havambofa vakakutsika.’ Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona23 Hakuna nomumwe wavo achapinda munyika yandakapikira madzitateguru avo, kana vose vakandishora havambofa vakakutsika.’ Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 hakuna mumwe wavo achazoona nyika yandakavimbisa madzitateguru avo nemhiko. Hakuna kana mumwe akandizvidza achazofa akaona nyika yandakavimbisa madzitateguru avo nemhiko. Hakuna kana mumwe akandizvidza achazofa akaiona. Sien die hoofstuk |