Numeri 14:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Asi Mosesi akateterera Tenzi achiti, “VaIjipiti vachazvinzwa nokuti imi makabvisa vanhu ava nesimba renyu vachibva mukati mavo. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Mosesi akati kunaJehova: ƲaEgipita ʋacaɀinzwa, nokuti makaɓuɗisa ʋanhu aʋa pakati paʋo nesimba renyu; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200213 Mosesi akati kuna Jehovha, “VaIjipiti vachazvinzwa, nokuti makabudisa vanhu ava pakati pavo nesimba renyu; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Asi Mosesi akateterera Tenzi achiti, “VaIjipiti vachazvinzwa nokuti imi makabvisa vanhu ava nesimba renyu vachibva mukati mavo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona13 Asi Mosesi akateterera Tenzi achiti, “VaIjipiti vachazvinzwa nokuti imi makabvisa vanhu ava nesimba renyu vachibva mukati mavo. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Mozisi akati kuna Jehovha, “Ipapo vaIjipita vachanzwa pamusoro pazvo! Kuti makabudisa vanhu ava kubva pakati pavo nesimba renyu. Sien die hoofstuk |