Numeri 13:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Varume vaya vakanga vaenda naye vakati, “Hatikwanisi kundomirisana navo nokuti vakasimba kupinda isu.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Asi ʋamŋe ʋarume ʋakaŋga ʋakwira naye, ʋakati: Hatigoni kukwira kundorwa naʋanhu aʋo, nokuti ʋanotikurira nesimba. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200231 Asi vamwe varume vakanga vakwira naye, vakati, “Hatigoni kukwira kundorwa navanhu avo, nokuti vanotikurira nesimba.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Varume vaya vakanga vaenda naye vakati, “Hatikwanisi kundomirisana navo nokuti vakasimba kupinda isu.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona31 Varume vaya vakanga vaenda naye vakati, “Hatikwanisi kundomirisana navo nokuti vakasimba kupinda isu.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Asi varume vakanga vaenda naye vakati, “Hatigoni kurwisa vanhu ava; vakasimba kutipfuura isu.” Sien die hoofstuk |