Numeri 13:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Shure kwamazuva makumi mana vachimema nyika iyoyo vakazodzokera. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Mazuʋa anamakumi manna akati apera, ʋakadzoka pakushore‐nyika. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200225 Mazuva ana makumi mana akati apera, vakadzoka pakusora nyika. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Shure kwamazuva makumi mana vachimema nyika iyoyo vakazodzokera. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona25 Shure kwamazuva makumi mana vachimema nyika iyoyo vakazodzokera. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Mazuva makumi mana akati apera, vakadzoka kubva kundosora nyika. Sien die hoofstuk |