Aanlyn Bybel

- Advertensies -

Numeri 13:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 “Ongororai ivhu reko kuti rakanaka here kana kuti rakaipa, kuti kune miti here kana kuti hakuna. Itai chivindi muuye nemichero yomunyikamo.” Yakanga yava nguva yokutanga kuibva kwamagirepisi.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 nevu, kuti rakaɗiniko, kana rakaʋorera kana risinakuʋorera, kana panemiti kana pasinemiti; tsuŋgai mŋoyo, mugoʋuya neɀiɓereko ɀenyika iyo. Ɀino yaiʋa ŋguʋa yokutaŋga kuibva kwamazambiriŋga.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

20 nevhu, kuti rakadiniko, kana rakaorera kana risina kuorera, kana pane miti kana pasina miti; tsungai mwoyo, mugouya nezvibereko zvenyika iyo.” Zvino yaiva nguva yokutanga kuibva kwamazambiringa.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 “Ongororai ivhu reko kuti rakanaka here kana kuti rakaipa, kuti kune miti here kana kuti hakuna. Itai chivindi muuye nemichero yomunyikamo.” Yakanga yava nguva yokutanga kuibva kwamagirepisi.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 “Ongororai ivhu reko kuti rakanaka here kana kuti rakaipa, kuti kune miti here kana kuti hakuna. Itai chivindi muuye nemichero yomunyikamo.” Yakanga yava nguva yokutanga kuibva kwamagirepisi.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Ko, ivhu racho rakadini? Rakaorera here kana kuti kwete? Mune miti here kana kuti hamuna? Muedze kwazvo kuti muuye nezvimwe zvezvibereko zvenyika iyo.” (Yakanga iri nguva yokutanga kuibva kwamazambiringa).

Sien die hoofstuk Kopieer

Numeri 13:20

Volg ons:

Advertensies

Advertensies