Numeri 12:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Asi handidaro nomuranda wangu Mosesi nokuti zvinhu zvangu zvose ndakazviisa mumaoko ake. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Muranda waŋgu Mosesi haana‐kuɗaro; wakatendeka paimba yaŋgu yose. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20027 Muranda wangu Mosesi haana kudaro; akatendeka paimba yangu yose. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Asi handidaro nomuranda wangu Mosesi nokuti zvinhu zvangu zvose ndakazviisa mumaoko ake. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona7 Asi handidaro nomuranda wangu Mosesi nokuti zvinhu zvangu zvose ndakazviisa mumaoko ake. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Asi hazvina kudaro kuna Mozisi muranda wangu; iye akatendeka muimba yangu yose. Sien die hoofstuk |