Numeri 11:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 VaIsiraeri pavaifamba rwendo rwavo vaivao mvongamutititi yavanhu. Vanhu ivavo vaikara nyama zvikuru. VaIsiraeri ndokunyunyutawo vachiti, “Dai tangowanawo zvedu nyama! Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ɀino ʋatorwa ʋazhinji, ʋakaŋga ʋari pakati paʋo, ʋakataŋga kufa nenhomba yenyama; naʋana ʋaIsraeri ʋakacema ʋo, ʋakati: Ndianiko ucatipe‐nyama kuti tidye? Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20024 Zvino vatorwa vazhinji, vakanga vari pakati pavo, vakatanga kufa nenhomba yenyama; navana vaIsiraeri vakachemawo, vakati, “Ndianiko achatipa nyama kuti tidye? Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 VaIsiraeri pavaifamba rwendo rwavo vaivao mvongamutititi yavanhu. Vanhu ivavo vaikara nyama zvikuru. VaIsiraeri ndokunyunyutawo vachiti, “Dai tangowanawo zvedu nyama! Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona4 VaIsiraeri pavaifamba rwendo rwavo vaivao mvongamutititi yavanhu. Vanhu ivavo vaikara nyama zvikuru. VaIsiraeri ndokunyunyutawo vachiti, “Dai tangowanawo zvedu nyama! Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Vatorwa vakanga vari pakati pavo vakatanga kupanga zvimwewo zvokudya, uyezve vaIsraeri vakatanga kuungudza vachiti, “Ndianiko achatipa nyama kuti tidye? Sien die hoofstuk |