Aanlyn Bybel

- Advertensies -

Numeri 10:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Asi kana zviri zvokuti vanhu vaungane ngakuridzwe mabhosvo asingaridzwi setsuri.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Asi kana ʋuŋgano icifanira kuʋuŋganidzwa, munofanira kuridza, asi musaridzisa.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Asi kana ungano ichifanira kuunganidzwa, munofanira kuridza, asi musaridzisa.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Asi kana zviri zvokuti vanhu vaungane ngakuridzwe mabhosvo asingaridzwi setsuri.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Asi kana zviri zvokuti vanhu vaungane ngakuridzwe mabhosvo asingaridzwi setsuri.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Kuti ungano iungane, muridze hwamanda, asi kwete namaridziro mamwe chetewo.

Sien die hoofstuk Kopieer

Numeri 10:7

Volg ons:

Advertensies

Advertensies