Numeri 10:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Mosesi akataura naHobhabhi mwanakomana waReueri, vatezvara vake vorudzi rwavaMidhiani achiti, “Zvino tava kuzopinda murwendo rwokuenda kunyika yatakanzi naTenzi tichazopiwa. Mwari akatsidzira vaIsiraeri kuti vachabudirira. Saka handei tose. Tichazokupaiwo pfuma yatichawana taveko.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Ɀino Mosesi akati kunaHobabi, mŋanakomana waReueri, muMidiani, mukarabga waMosesi: Toenda kunɀimbo iyo yakanzi naJehova, ndicakupai iyo; endai nesu, tigokuitirai ɀakanaka, nokuti Jehova wakataura ɀakanaka pamsoro paʋaIsraeri. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200229 Zvino Mosesi akati kuna Hobhabhu, mwanakomana waReueri, muMidhiani, mukarahwa waMosesi, “Toenda kunzvimbo iyo yakanzi naJehovha, ndichakupai iyo; endai nesu, tigokuitirai zvakanaka, nokuti Jehovha akataura zvakanaka pamusoro pavaIsiraeri.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Mosesi akataura naHobhabhi mwanakomana waReueri, vatezvara vake vorudzi rwavaMidhiani achiti, “Zvino tava kuzopinda murwendo rwokuenda kunyika yatakanzi naTenzi tichazopiwa. Mwari akatsidzira vaIsiraeri kuti vachabudirira. Saka handei tose. Tichazokupaiwo pfuma yatichawana taveko.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona29 Mosesi akataura naHobhabhi mwanakomana waReueri, vatezvara vake vorudzi rwavaMidhiani achiti, “Zvino tava kuzopinda murwendo rwokuenda kunyika yatakanzi naTenzi tichazopiwa. Mwari akatsidzira vaIsiraeri kuti vachabudirira. Saka handei tose. Tichazokupaiwo pfuma yatichawana taveko.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Zvino Mozisi akati kuna Hobhabhi mwanakomana waReueri muMidhiani, tezvara waMozisi, “Tava kuenda kunzvimbo yatakanzi naJehovha, ‘Ndichakupai imi.’ Handei tose tigokuitirai zvakanaka, nokuti Jehovha avimbisa zvinhu zvakanaka kuna Israeri.” Sien die hoofstuk |