Aanlyn Bybel

- Advertensies -

Numeri 10:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 “Pfurai mabhosvo esirivha maviri anoridzirwa vaIsiraeri kuti vaungane uyewo panguva yokuti vachitama.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Uɀiitire hwamanda mbiri dzesirveri; unofanira kudziita nesirveri yakapambadzirwa; idzo dzinofanira kukuɓatsira kuɗana ʋuŋgano nokuraira kuti mapoka afambe.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

2 “Uzviitire hwamanda mbiri dzesirivha; unofanira kudziita nesirivha yakapambadzirwa; idzo dzinofanira kukubatsira kudana ungano nokuraira kuti mapoka afambe.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 “Pfurai mabhosvo esirivha maviri anoridzirwa vaIsiraeri kuti vaungane uyewo panguva yokuti vachitama.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 “Pfurai mabhosvo esirivha maviri anoridzirwa vaIsiraeri kuti vaungane uyewo panguva yokuti vachitama.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 “Ita hwamanda mbiri dzesirivha yakapambadzirwa, ugodzishandisa kudana ungano pamwe chete uye kuti mapoka afambe.

Sien die hoofstuk Kopieer

Numeri 10:2

Volg ons:

Advertensies

Advertensies