Numeri 1:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Vakaverengwa mudzinza raIsakari vose vaisvika makumi mashanu ezviuru ane zviuru zvina namazana mana avanhu. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 ʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋorudzi rwaIsakari, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi mashanu namazana manna. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200229 vakaverengwa kwavari, vorudzi rwaIsakari, vakasvika zviuru zvina makumi mashanu namazana mana. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Vakaverengwa mudzinza raIsakari vose vaisvika makumi mashanu ezviuru ane zviuru zvina namazana mana avanhu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona29 Vakaverengwa mudzinza raIsakari vose vaisvika makumi mashanu ezviuru ane zviuru zvina namazana mana avanhu. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Vakaverengwa kubva kurudzi rwaIsakari vaisvika zviuru makumi mashanu nezvina, namazana mana. Sien die hoofstuk |