Numeri 1:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Mudzinza rokwaRubheni dangwe raIsiraeri makaverengwa pazvizvarwa zvavo mhuri nemhuri nedzimba dzamadzibaba avo uye pauwandi hwamazita avo mumwe nomumwe wavarume vose vaiva namakumi maviri amakore okuberekwa navaipfuura iwayo vaikwanisa kuenda kuhondo. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ʋokuʋana ʋaRubeni, mŋanakomana weɗaŋgwe waIsraeri naʋana ʋaʋo, ʋakaʋereŋgwa mhuri dzaʋo, nedzimba dzamadziɓaɓa aʋo, namazita aʋo, mumŋe nomumŋe, ʋarume ʋose ʋakaŋga ʋanamakore makumi maʋiri naʋanopfuʋura, ʋose ʋaigona kundorwa, Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200220 Vokuvana vaRubheni, mwanakomana wedangwe waIsiraeri navana vavo, vakaverengwa mhuri dzavo, nedzimba dzamadzibaba avo, namazita avo, mumwe nomumwe, varume vose vakanga vana makore makumi maviri navanopfuura, vose vaigona kundorwa, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Mudzinza rokwaRubheni dangwe raIsiraeri makaverengwa pazvizvarwa zvavo mhuri nemhuri nedzimba dzamadzibaba avo uye pauwandi hwamazita avo mumwe nomumwe wavarume vose vaiva namakumi maviri amakore okuberekwa navaipfuura iwayo vaikwanisa kuenda kuhondo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona20 Mudzinza rokwaRubheni dangwe raIsiraeri makaverengwa pazvizvarwa zvavo mhuri nemhuri nedzimba dzamadzibaba avo uye pauwandi hwamazita avo mumwe nomumwe wavarume vose vaiva namakumi maviri amakore okuberekwa navaipfuura iwayo vaikwanisa kuenda kuhondo. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Kubva kuzvizvarwa zvaRubheni mwanakomana wedangwe waIsraeri: Varume vose vaiva namakore makumi maviri kana anodarika vaigona kurwa muhondo vakaverengwa uye vakanyorwa mazita, mumwe nomumwe, maererano nezvinyorwa zvedzimba dzavo nezvemhuri dzavo. Sien die hoofstuk |