Mupiro 27:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 kana ari mukadzi makumi matatu emari yesirivha. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Kana ari mukadzi, kutara kwako ŋgakuite mashekeri makumi matatu esirveri. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20024 Kana ari mukadzi, kutara kwako ngakuite mashekeri makumi matatu esirivha. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 kana ari mukadzi makumi matatu emari yesirivha. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona4 kana ari mukadzi makumi matatu emari yesirivha. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 uye kana ari munhukadzi, utare mutengo wake pamashekeri makumi matatu. Sien die hoofstuk |