Mateo 5:38 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 “Makanzwa kuti zvakanzi ziso rinofanira kutsiviwa neziso zino richitsiviwa nezino. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 Makanzwa kuti ɀakanzi: Ziso rinotsibga neziso, zino nezino. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200238 “Makanzwa kuti zvakanzi, ‘Ziso rinotsihwa neziso, zino nezino.’ Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 “Makanzwa kuti zvakanzi ziso rinofanira kutsiviwa neziso zino richitsiviwa nezino. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona38 “Makanzwa kuti zvakanzi ziso rinofanira kutsiviwa neziso zino richitsiviwa nezino. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi38 “Makanzwa kuti zvakanzi, ‘Ziso rinotsiviwa neziso, uye zino rinotsiviwa nezino.’ Sien die hoofstuk |