Mateo 5:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 “Imi muri munyu wapasi. Zvino kana munyu usisavavi unozovaviswa nei? Unenge usisina basa unofanira kutongoraswa zvawo uchitsikwa zvawo navanhu. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Imi muri munyu wenyika; asi kana munyu waɗuruŋgunda, ucaruŋgwa neiko? Haucaɓatsiri cinhu, asi kurashirwa kunze, utsikwe naʋanhu. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200213 “Imi muri munyu wenyika; asi kana munyu washapa, ucharungwa neiko? Hauchabatsiri chinhu, asi kurasirwa kunze, utsikwe navanhu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 “Imi muri munyu wapasi. Zvino kana munyu usisavavi unozovaviswa nei? Unenge usisina basa unofanira kutongoraswa zvawo uchitsikwa zvawo navanhu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona13 “Imi muri munyu wapasi. Zvino kana munyu usisavavi unozovaviswa nei? Unenge usisina basa unofanira kutongoraswa zvawo uchitsikwa zvawo navanhu. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 “Imi muri munyu wenyika. Asi kana munyu usisavavi ungavaviswe nei? Hauchabatsiri chinhu, kunze kwokuti uraswe ugotsikwa zvawo navanhu. Sien die hoofstuk |