Mateo 4:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Muedzi akauya akati kwaari, “Kana uri Mwanakomana waMwari iti matombo aya ave chingwa.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ɀino muidzi akaʋuya kwaari, akati kwaari: Kana uri Mŋanakomana waMŋari, taura kuti mabge awa ɀiʋe ɀiŋgwa. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20023 Zvino muedzi akauya akati kwaari, “Kana uri Mwanakomana waMwari, taura kuti mabwe awa zvive zvingwa.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Muedzi akauya akati kwaari, “Kana uri Mwanakomana waMwari iti matombo aya ave chingwa.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona3 Muedzi akauya akati kwaari, “Kana uri Mwanakomana waMwari iti matombo aya ave chingwa.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Muedzi akauya kwaari akasvikoti, “Kana uri Mwanakomana waMwari, rayira mabwe aya kuti ave chingwa.” Sien die hoofstuk |