Mateo 3:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Jesu akabva kuGarirea achienda kurwizi rwaJorodhani kwaiva naJohani kundoombekwa naye. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ɀino Jesu wakabva Garirea, akaȿika paJoridani kunaJohane kuzobapatidzwa naye. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200213 Zvino Jesu akabva Gariria, akasvika kuna Jorodhani kuzobhabhatidzwa naJohani. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Jesu akabva kuGarirea achienda kurwizi rwaJorodhani kwaiva naJohani kundoombekwa naye. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona13 Jesu akabva kuGarirea achienda kurwizi rwaJorodhani kwaiva naJohani kundoombekwa naye. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Ipapo Jesu akabva kuGarirea akauya kuJorodhani kuti azobhabhatidzwa naJohani. Sien die hoofstuk |