Mateo 2:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Mambo Herodhi paakanzwa izvi, zvakamunetsa uye neJerusaremu yose. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Mambo Herode aciɀinzwa, wakamanikidzwa, neJerusarema rose naye. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20023 Mambo Herodhi akati achizvinzwa, akatambudzika kwazvo, neJerusaremu rose naye. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Mambo Herodhi paakanzwa izvi, zvakamunetsa uye neJerusaremu yose. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona3 Mambo Herodhi paakanzwa izvi, zvakamunetsa uye neJerusaremu yose. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Mambo Herodhi akati achinzwa izvi, akatambudzika kwazvo pamwe chete neJerusarema rose. Sien die hoofstuk |