Mateo 2:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Akaenda akandogara muguta rinonzi Nazareti kuti zvakataurwa navaporofita zvizadziswe zvokuti, “Achanzi mugari weNazareti.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 akandogara muguta rinonzi Nazareta, kuti ɀakarebga naʋaprofita ɀiitike, kuti ucanzi muNazareta. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200223 akandogara muguta rinonzi Nazareta, kuti zvakarehwa navaporofita zviitike, kuti achanzi muNazareta. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Akaenda akandogara muguta rinonzi Nazareti kuti zvakataurwa navaporofita zvizadziswe zvokuti, “Achanzi mugari weNazareti.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona23 Akaenda akandogara muguta rinonzi Nazareti kuti zvakataurwa navaporofita zvizadziswe zvokuti, “Achanzi mugari weNazareti.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 uye akaenda akandogara muguta rainzi Nazareta. Izvi zvakabva zvazadzisa zvakarehwa kubudikidza navaprofita zvichinzi, “Achanzi muNazareta.” Sien die hoofstuk |