Mateo 2:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 achiti, “Chisimuka utore mwana naamai vake uende kunyika yeIsiraeri nokuti vaya vaida kuuraya mwana vakafa.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 akati: Simuka, utore mŋana namai ʋake, uende kunyika yaʋaIsraeri, nokuti ʋaitȿaka kuʋuraya mŋana ʋafa. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200220 akati, “Simuka, utore mwana namai vake, uende kunyika yaIsiraeri, nokuti vaitsvaka kuuraya mwana vakafa.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 achiti, “Chisimuka utore mwana naamai vake uende kunyika yeIsiraeri nokuti vaya vaida kuuraya mwana vakafa.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona20 achiti, “Chisimuka utore mwana naamai vake uende kunyika yeIsiraeri nokuti vaya vaida kuuraya mwana vakafa.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 akati, “Tora mwana namai vake mudzokere kunyika yeIsraeri nokuti vaya vaida kuuraya mwana vakafa.” Sien die hoofstuk |