Mapisarema 5:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Nokuti hapana chavanotaura chechokwadi. Zviri pamwoyo pavo chaizvo ndezvokuda kuparadza; gurokuro ravo iguva rakashama vanonyengedza norurimi rwavo. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Nokuti hapana‐kutendeka pamiromo yaʋo; Mukati maʋo makashata‐shata; Huro dzaʋo bgiro bgakashama; Ʋanoɓata kumeso norurimi rwaʋo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20029 Nokuti hapana kutendeka pamiromo yavo; Mukati mavo makashata-shata; Huro dzavo hwiro hwakashama; Vanobata kumeso norurimi rwavo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Nokuti hapana chavanotaura chechokwadi. Zviri pamwoyo pavo chaizvo ndezvokuda kuparadza; gurokuro ravo iguva rakashama vanonyengedza norurimi rwavo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona9 Nokuti hapana chavanotaura chechokwadi. Zviri pamwoyo pavo chaizvo ndezvokuda kuparadza; gurokuro ravo iguva rakashama vanonyengedza norurimi rwavo. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Hakuna shoko rinobva mumuromo mavo ringavimbwa naro; mwoyo yavo izere nokuparadza. Huro dzavo iguva rakashama; vanotaura zvinonyengera norurimi rwavo. Sien die hoofstuk |