Mapisarema 19:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Matenga anoparidza mbiri yaMwari, ziendanakuenda rinodura pachena mabasa aMwari. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Kuɗeŋga‐ɗeŋga kunoparidzira kubginya kwaMŋari; Ʋuye ɗeŋga rinoratidza ɓasa ramaʋoko ake. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20021 Kudenga-denga kunoparidzira kubwinya kwaMwari; Uye denga rinoratidza basa ramaoko ake. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Matenga anoparidza mbiri yaMwari, ziendanakuenda rinodura pachena mabasa aMwari. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona1 Matenga anoparidza mbiri yaMwari, ziendanakuenda rinodura pachena mabasa aMwari. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Matenga anotaura kubwinya kwaMwari; matenga anoparidza mabasa amaoko ake. Sien die hoofstuk |