Mapisarema 18:39 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Makandipa simba rokurwa hondo mukaita kuti vavengi vangu vandigwadamire. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 Nokuti makandisuŋga ciʋuno nesimba rokurwa naro; Makandikundisa ʋaindimukira. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200239 Nokuti makandisunga chiuno nesimba rokurwa naro; Makandikundisa vaindimukira. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Makandipa simba rokurwa hondo mukaita kuti vavengi vangu vandigwadamire. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona39 Makandipa simba rokurwa hondo mukaita kuti vavengi vangu vandigwadamire. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi39 Makandishongedza nesimba rokurwa; makaita kuti vadzivisi vangu vapfugame patsoka dzangu. Sien die hoofstuk |