Mapisarema 18:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Ndiye Mwari akandipa simba akaita kuti nzira yangu ifambike. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Iye Mŋari, unondisuŋga ciʋuno nesimba, Unokwanisa nzira yaŋgu. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200232 Iye Mwari, anondisunga chiuno nesimba, Anokwanisa nzira yangu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Ndiye Mwari akandipa simba akaita kuti nzira yangu ifambike. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona32 Ndiye Mwari akandipa simba akaita kuti nzira yangu ifambike. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 NdiMwari anondishongedza nesimba uye anokwanisa nzira yangu. Sien die hoofstuk |