Mapisarema 17:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Kutongwa kwangu dai zvako kwangobva kwamuri; maziso enyu aone zviri pachokwadi. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Kutoŋgwa kwaŋgu ŋgakubve pamberi penyu; Meso enyu ŋgaatarire ɀakarurama. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20022 Kutongwa kwangu ngakubve pamberi penyu; Meso enyu ngaatarire zvakarurama. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Kutongwa kwangu dai zvako kwangobva kwamuri; maziso enyu aone zviri pachokwadi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona2 Kutongwa kwangu dai zvako kwangobva kwamuri; maziso enyu aone zviri pachokwadi. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Kururamiswa kwangu ngakubve kwamuri; meso enyu ngaaone zvakarurama. Sien die hoofstuk |