Mapisarema 15:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Anokweretesa asingati akwereta ngaaise imwe mari pamusoro payo kana kutambira chioko muhomwe chokurwisa munhu asina mhosva. Munhu anoita zvakadai haatsukunyiki. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Iye usiŋgareʋi mhindu pamari yake, Kana kugamucira cipo pamsoro pousinemhoȿa. Munhu unoita ɀinhu iɀeɀi haaŋgatoŋgozunuŋguswi. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20025 Iye asingarevi mhindu pamari yake, Kana kugamuchira chipo pamusoro pausina mhosva. Munhu anoita zvinhu izvozvi haangatongozonunguswi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Anokweretesa asingati akwereta ngaaise imwe mari pamusoro payo kana kutambira chioko muhomwe chokurwisa munhu asina mhosva. Munhu anoita zvakadai haatsukunyiki. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona5 Anokweretesa asingati akwereta ngaaise imwe mari pamusoro payo kana kutambira chioko muhomwe chokurwisa munhu asina mhosva. Munhu anoita zvakadai haatsukunyiki. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 anokweretesa mari yake asingarevi mhindu uye asingagamuchiri fufuro pamusoro pousina mhosva. Munhu anoita izvi haangatongozungunuswi. Sien die hoofstuk |