Johane 2:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Paakanga ari muJerusaremu kumazuva makuru ePasika vazhinji vakatenda muzita rake pavakaona zviratidzo zvaaiita. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ɀino ŋguʋa yaakaŋga ari Jerusarema pamutambo wepaseka, ʋazhinji ʋakatenda kuzita rake, ʋaciʋona ɀiratidzo ɀaaiita. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200223 Zvino nguva yaakanga ari Jerusaremu pamutambo wePasika, vazhinji vakatenda kuzita rake, vachiona zviratidzo zvaaiita. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Paakanga ari muJerusaremu kumazuva makuru ePasika vazhinji vakatenda muzita rake pavakaona zviratidzo zvaaiita. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona23 Paakanga ari muJerusaremu kumazuva makuru ePasika vazhinji vakatenda muzita rake pavakaona zviratidzo zvaaiita. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Zvino paakanga ari muJerusarema paMutambo wePasika, vanhu vazhinji vakaona zviratidzo zvaakanga achiita vakatenda muzita rake. Sien die hoofstuk |