Johane 2:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 VaJudha vakabva vati kwaari, “Tipe chiratidzo chemvumo yezvawaita izvi.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ɀino ʋaJuda ʋakapindura, ʋakati kwaari: Uŋgatiratidza ciratidzo ceiko, ɀaunoita ɀinhu iɀoɀo? Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200218 Zvino vaJudha vakapindura, vakati kwaari, “Ungatiratidza chiratidzo cheiko, zvaunoita zvinhu izvozvo?” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 VaJudha vakabva vati kwaari, “Tipe chiratidzo chemvumo yezvawaita izvi.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona18 VaJudha vakabva vati kwaari, “Tipe chiratidzo chemvumo yezvawaita izvi.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Ipapo vaJudha vakati kwaari, “Ungatipa chiratidzo chipi chingatiradza pachena kuti unoita zvinhu izvi zvose nesimba ripi?” Sien die hoofstuk |