Johane 2:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Vadzidzi vake vakayeuka kuti zvakanyorwa kunzi, “Kudisisa kwandinoita imba yenyu kuchandipedza.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ʋadzidzi ʋake ʋakaraŋgarira kuti kwakanyorwa, kucinzi: Kushiŋgairira imba yenyu kucandipedza. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200217 Vadzidzi vake vakarangarira kuti kwakanyorwa, kuchinzi, “Kushingairira imba yenyu kuchandipedza.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Vadzidzi vake vakayeuka kuti zvakanyorwa kunzi, “Kudisisa kwandinoita imba yenyu kuchandipedza.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona17 Vadzidzi vake vakayeuka kuti zvakanyorwa kunzi, “Kudisisa kwandinoita imba yenyu kuchandipedza.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Vadzidzi vake vakarangarira kuti kwakanyorwa kuchinzi, “Kushingairira imba yenyu kuchandipedza.” Sien die hoofstuk |