Genesi 9:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Nowa paakapengenuka mukuraradza newaini, akaziva zvakanga zvaitwa kwaari nomwanakomana wake muduku. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ɀino Noa akapeŋgenuka pawaini yake, akaziʋa ɀaakaitirwa nomŋanakomana wake muɗuku, Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200224 Zvino Noa akapengenuka pawaini yake, akaziva zvaakaitirwa nomwanakomana wake muduku, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Nowa paakapengenuka mukuraradza newaini, akaziva zvakanga zvaitwa kwaari nomwanakomana wake muduku. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona24 Nowa paakapengenuka mukuraradza newaini, akaziva zvakanga zvaitwa kwaari nomwanakomana wake muduku. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Noa akati amuka kubva pawaini yake uye akaziva zvakanga zvaitwa kwaari nomwanakomana wake muduku, Sien die hoofstuk |