Genesi 9:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Chitenderano chandinoita nemi ndechichi chokuti, ‘Handichazomboparadza zvakare zvipenyu zvose namafashamo emvura uye hakuchazovizve namafashamo emvura okuparadza pasi pose.’ ” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ndicaita suŋgano yaŋgu nemi; ɀose ɀenyama haɀiŋgazopedzwi ɀe nemvura zhinji: mvura zhinji haiŋgazoʋi’po ɀe kuti iparadze nyika. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200211 Ndichaita sungano yangu nemi; zvose zvenyama hazvingazopedzwizve nemvura zhinji: mvura zhinji haingazovepozve kuti iparadze nyika.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Chitenderano chandinoita nemi ndechichi chokuti, ‘Handichazomboparadza zvakare zvipenyu zvose namafashamo emvura uye hakuchazovizve namafashamo emvura okuparadza pasi pose.’ ” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona11 Chitenderano chandinoita nemi ndechichi chokuti, ‘Handichazomboparadza zvakare zvipenyu zvose namafashamo emvura uye hakuchazovizve namafashamo emvura okuparadza pasi pose.’ ” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Ndiri kusimbisa sungano yangu newe: Zvipenyu zvose hazvichatongoparadzwizve nemvura yamafashamu; hakuchatongovizve namafashamu okuti aparadze nyika.” Sien die hoofstuk |