Genesi 8:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Akagara mamwe mazuva manomwe ndokuburitsazve njiva iya, asi haina kuzodzokerazve kwaari. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Akagara ɀe mazuʋa manomŋe, akaɓuɗisa ɀe njiʋa; iyo haina‐kudzokera ɀe kwaari. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200212 Akagarazve mazuva manomwe, akabudisazve njiva; iyo haina kudzokerazve kwaari. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Akagara mamwe mazuva manomwe ndokuburitsazve njiva iya, asi haina kuzodzokerazve kwaari. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona12 Akagara mamwe mazuva manomwe ndokuburitsazve njiva iya, asi haina kuzodzokerazve kwaari. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Akamirirazve kwamamwe mazuva manomwe uye akabudisazve njiva, asi panguva iyi haina kuzodzoka kwaari. Sien die hoofstuk |