Genesi 7:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Mvura yakaita mafashafasha, ikatutumuka kuzara pasi pose, ngarava ikayangarara pamusoro pemvura. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Mvura ikakwirira, ikawanda kwaɀo panyika, areka ikafamba pamsoro pemvura. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200218 Mvura ikakwirira, ikawanda kwazvo panyika, areka ikafamba pamusoro pemvura. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Mvura yakaita mafashafasha, ikatutumuka kuzara pasi pose, ngarava ikayangarara pamusoro pemvura. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona18 Mvura yakaita mafashafasha, ikatutumuka kuzara pasi pose, ngarava ikayangarara pamusoro pemvura. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Mvura zhinji yakasimuka uye ikawanda zvikuru panyika, uye areka ikayangarara pamusoro pemvura. Sien die hoofstuk |