Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Genesi 7:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 mvura zhinji ikanaya panyika siku nesikati, kwamazuva makumi mana.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 mvura zhinji ikanaya panyika mazuʋa anamakumi manna noʋusiku ʋunamakumi manna.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

12 mvura zhinji ikanaya panyika mazuva ana makumi mana nousiku hunamakumi mana.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 mvura zhinji ikanaya panyika siku nesikati, kwamazuva makumi mana.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 mvura zhinji ikanaya panyika siku nesikati, kwamazuva makumi mana.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Uye mvura yakanaya panyika kwamazuva makumi mana nousiku makumi mana.

Sien die hoofstuk Kopieer




Genesi 7:12

Volg ons:

Advertensies


Advertensies