Genesi 5:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Rameki akagara zana namakumi masere amakore ana makore maviri, akaberekawo mwana mukomana Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Rameki wakagara makore anezana namakumi masere namaʋiri; akaɓereka mŋanakomana; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200228 Rameki wakagara makore ane zana namakumi masere namaviri; akabereka mwanakomana; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Rameki akagara zana namakumi masere amakore ana makore maviri, akaberekawo mwana mukomana Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona28 Rameki akagara zana namakumi masere amakore ana makore maviri, akaberekawo mwana mukomana Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Rameki akati ararama kwamakore zana namakumi masere namaviri, akabereka mwanakomana. Sien die hoofstuk |