Genesi 5:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Enoki ainyatsowadzana naMwari, ndokubva anyangarika nokuti Mwari akamutora. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Enoki akafamba naMŋari, akasazoʋa’po, nokuti Mŋari wakamutora. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200224 Enoki akafamba naMwari, akasazovapo, nokuti Mwari wakamutora. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Enoki ainyatsowadzana naMwari, ndokubva anyangarika nokuti Mwari akamutora. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona24 Enoki ainyatsowadzana naMwari, ndokubva anyangarika nokuti Mwari akamutora. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Enoki akafamba naMwari; ipapo akasazovapo, nokuti Mwari akamutora. Sien die hoofstuk |