Genesi 5:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Akavasika vari munhurume nomunhukadzi, akavakomborera akavatumidza kuti vanhu paakavasika. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 wakaʋasika murume nomukadzi; akaʋaropafadza, akaʋatumidza zita rinonzi Munhu, musi waʋakasikwa. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20022 wakavasika murume nomukadzi; akavaropafadza, akavatumidza zita rinonzi Munhu, musi wavakasikwa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Akavasika vari munhurume nomunhukadzi, akavakomborera akavatumidza kuti vanhu paakavasika. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona2 Akavasika vari munhurume nomunhukadzi, akavakomborera akavatumidza kuti vanhu paakavasika. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Akavasika murume nomukadzi uye akavaropafadza. Uye vakati vasikwa, akavatumidza kuti “munhu.” Sien die hoofstuk |