Genesi 5:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Saka ose pamwechete, Mahararieri akagara makore mazana masere ana makumi mashanu, ndokuzofa zvake. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 mazuʋa ose aMaharareri akaŋga ari makore anamazana masere namakumi mapfumbamŋe namashanu, akafa. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200217 mazuva ose aMaharareri akanga ari makore ana mazana masere namakumi mapfumbamwe namashanu, akafa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Saka ose pamwechete, Mahararieri akagara makore mazana masere ana makumi mashanu, ndokuzofa zvake. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona17 Saka ose pamwechete, Mahararieri akagara makore mazana masere ana makumi mashanu, ndokuzofa zvake. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Pamwe chete, Maharareri akararama kwamakore mazana masere namakumi mapfumbamwe namashanu, uye ipapo akafa. Sien die hoofstuk |