Genesi 5:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Haanoi mazita ezvizukuru zvaAdhamu. Mwari paakasika munhu, akamusika akafanana naiye Mwari pachake. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ndiyeyi buku yamarudzi aAdama. Musi waakasika munhu, Mŋari wakamuita nomufananidzo waMŋari; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20021 Ndirori bhuku ramarudzi aAdhamu. Musi waakasika munhu, Mwari wakamuita nomufananidzo waMwari; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Haanoi mazita ezvizukuru zvaAdhamu. Mwari paakasika munhu, akamusika akafanana naiye Mwari pachake. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona1 Haanoi mazita ezvizukuru zvaAdhamu. Mwari paakasika munhu, akamusika akafanana naiye Mwari pachake. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Iyi ndiyo rondedzero yakanyorwa yorudzi rwaAdhamu. Mwari paakasika munhu akamuita nomufananidzo waMwari. Sien die hoofstuk |