Genesi 49:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 “Asheru achawana zvokudya, zvokudya zvakawanda zvakanaka, zvinotodyiwawo kwazvo namadzimambo. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Asheri ucaʋa neɀokudya ɀakakora; Iye ucaʋuya neɀinonaka ɀinofanira madzishe. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200220 Asheri achava nezvokudya zvakakora; Iye achauya nezvinonaka zvinofanira madzishe. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 “Asheru achawana zvokudya, zvokudya zvakawanda zvakanaka, zvinotodyiwawo kwazvo namadzimambo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona20 “Asheru achawana zvokudya, zvokudya zvakawanda zvakanaka, zvinotodyiwawo kwazvo namadzimambo. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 “Zvokudya zvaAsheri zvichava zvakakora; achauya nezvinonaka zvakafanira madzimambo. Sien die hoofstuk |