Genesi 49:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Jakobho akakokorodza vanakomana vake akati, “Chiunganai pano mose ndikuudzei zvichazoitika kwamuri mune ramangwana. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino Jakobo wakaɗana ʋanakomana ʋake, akati: Ʋuŋganai, ndikuʋudzei ɀamucaitirwa namazuʋa anoteʋera. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20021 Zvino Jakobho akadana vanakomana vake, akati, “Unganai, ndikuudzei zvamuchaitirwa namazuva anotevera. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Jakobho akakokorodza vanakomana vake akati, “Chiunganai pano mose ndikuudzei zvichazoitika kwamuri mune ramangwana. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona1 Jakobho akakokorodza vanakomana vake akati, “Chiunganai pano mose ndikuudzei zvichazoitika kwamuri mune ramangwana. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Ipapo Jakobho akadana vanakomana vake akati, “Unganai kuti ndikuudzei zvichaitika kwamuri pamazuva anouya. Sien die hoofstuk |