Genesi 48:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Asi vawakazoberekerwa mushure mavo, ndivo vachava vana vako. Nhaka yavo vanotozoiwana muzita ravakoma vavo ivavo. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Asi ʋana ʋako, ʋawakaɓereka shure kwaʋo, ʋacaʋa ʋana ʋako, ʋacatumidzwa nezita raʋakuru ʋaʋo panhaka yaʋo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20026 Asi vana vako, vawakabereka shure kwavo, vachava vana vako, vachatumidzwa nezita ravakuru vavo panhaka yavo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Asi vawakazoberekerwa mushure mavo, ndivo vachava vana vako. Nhaka yavo vanotozoiwana muzita ravakoma vavo ivavo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona6 Asi vawakazoberekerwa mushure mavo, ndivo vachava vana vako. Nhaka yavo vanotozoiwana muzita ravakoma vavo ivavo. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Vana vose vawakaberekerwa mumashure mavo vachava vako; munyika yavo yenhaka vachazivikanwa pasi pamazita amadzikoma avo. Sien die hoofstuk |