Genesi 48:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Josefi paakaona baba vake vaisa ruoko rwavo rworudyi pamusoro waEfuremu, hazvina kumufadza. Akabata ruoko rwababa vake achida kurubvisa pamusoro waEfuremu kuti aruise pamusoro waManase Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ɀino Josefa wakati aciʋona kuti ɓaɓa ʋake ʋaisa ruʋoko rwaʋo rworudyi pamusoro waEfraimi, haɀina‐kumufadza, akaɓata ruʋoko rwaɓaɓa ʋake, kuti arubvise pamusoro waEfraimi, aruise pamusoro waManase. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200217 Zvino Josefa akati achiona kuti baba vake vaisa ruoko rwavo rworudyi pamusoro waEfuremu, hazvina kumufadza, akabata ruoko rwababa vake, kuti arubvise pamusoro waEfuremu, aruise pamusoro waManase. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Josefi paakaona baba vake vaisa ruoko rwavo rworudyi pamusoro waEfuremu, hazvina kumufadza. Akabata ruoko rwababa vake achida kurubvisa pamusoro waEfuremu kuti aruise pamusoro waManase Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona17 Josefi paakaona baba vake vaisa ruoko rwavo rworudyi pamusoro waEfuremu, hazvina kumufadza. Akabata ruoko rwababa vake achida kurubvisa pamusoro waEfuremu kuti aruise pamusoro waManase Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Josefa paakaona baba vake vachiisa ruoko rwavo rworudyi pamusoro waEfuremu haana kufadzwa nazvo; saka akabata ruoko rwababa vake kuti arubvise pamusoro waEfuremu aruise pamusoro waManase. Sien die hoofstuk |