Genesi 48:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Jakobho akakomborera Josefi achiti, “Mwari aiteverwa namadzibaba angu Abhurahamu naIsaki, Mwari akava mufudzi wangu muupenyu hwangu hwose kusvikira zuva ranhasi, Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Akaropafadza Josefa, akati: Mŋari uya, wakafamba madziɓaɓa aŋgu pamberi pake, ʋana‐Abrahama naIsaka, Mŋari wakandifudza paʋupenyu bgaŋgu bgose kuȿikira zuʋa ranhasi; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200215 Akaropafadza Josefa, akati, “Mwari uya, akafamba madzibaba angu pamberi pake, vana Abhurahamu naIsaka, Mwari akandifudza paupenyu hwangu hwose kusvikira zuva ranhasi; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Jakobho akakomborera Josefi achiti, “Mwari aiteverwa namadzibaba angu Abhurahamu naIsaki, Mwari akava mufudzi wangu muupenyu hwangu hwose kusvikira zuva ranhasi, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona15 Jakobho akakomborera Josefi achiti, “Mwari aiteverwa namadzibaba angu Abhurahamu naIsaki, Mwari akava mufudzi wangu muupenyu hwangu hwose kusvikira zuva ranhasi, Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Ipapo akaropafadza Josefa akati, “Mwari uyo madzibaba angu, ivo Abhurahama naIsaka, vakafamba pamberi pake, iye Mwari akanga ari mufudzi wangu upenyu hwangu hwose kusvikira nhasi, Sien die hoofstuk |