Genesi 48:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Kuzoti kwati perei chinguva Josefi akaudzwa kuti baba vake varwara, nokudaro akaendako navanakomana vake vaviri Manase naEfuremu. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Shure kwaiɀoɀo Josefa wakaʋudzwa, ɀicinzi: Tarira, ɓaɓa ʋako ʋanorwara; iye akatora ʋanakomana ʋake ʋaʋiri, Manase naEfraimi. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20021 Shure kwaizvozvo Josefa akaudzwa, zvichinzi, “Tarira, baba vako vanorwara;” iye akatora vanakomana vake vaviri, Manase naEfuremu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Kuzoti kwati perei chinguva Josefi akaudzwa kuti baba vake varwara, nokudaro akaendako navanakomana vake vaviri Manase naEfuremu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona1 Kuzoti kwati perei chinguva Josefi akaudzwa kuti baba vake varwara, nokudaro akaendako navanakomana vake vaviri Manase naEfuremu. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Shure kwaizvozvo Josefa akaudzwa kuti, “Baba vako vanorwara.” Saka akatora vanakomana vake vaviri Manase naEfuremu pamwe chete naye. Sien die hoofstuk |