Genesi 47:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Josefi akazotaurira vanhu achiti, “Nhasi uno ndakutengai imi neminda yenyu kuti muve varanda vamambo. Hedzino mbeu dzokudyara muminda. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ɀino Josefa akati kuʋanhu: Tarirai, ndakateŋgera Farao imi nenyika yenyu nhasi, hedzi mbeu, mudɀare panyika. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200223 Zvino Josefa akati kuvanhu, “Tarirai, ndakatengera Farao imi nenyika yenyu nhasi, hedzi mbeu, mudyare panyika. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Josefi akazotaurira vanhu achiti, “Nhasi uno ndakutengai imi neminda yenyu kuti muve varanda vamambo. Hedzino mbeu dzokudyara muminda. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona23 Josefi akazotaurira vanhu achiti, “Nhasi uno ndakutengai imi neminda yenyu kuti muve varanda vamambo. Hedzino mbeu dzokudyara muminda. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Josefa akati kuvanhu, “Zvino zvandakutengai nhasi imi nenyika yenyu kuti muve vaFaro, heyi mbeu yokuti mudyare muminda. Sien die hoofstuk |