Genesi 45:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Josefi akaonekana nehama dzake, asi pavakasimuka akavati, “Regai kukakavadzana munzira.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ɀino akatendera ʋana ʋaɓaɓa ʋake kuenda, ʋakabva; akati kwaʋari: Cenjerai, musatukana munzira. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200224 Zvino akatendera vana vababa vake kuenda, vakabva; akati kwavari, “Chenjerai, musatukana munzira.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Josefi akaonekana nehama dzake, asi pavakasimuka akavati, “Regai kukakavadzana munzira.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona24 Josefi akaonekana nehama dzake, asi pavakasimuka akavati, “Regai kukakavadzana munzira.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Ipapo akaendesa hama dzake uye pavakanga voenda akati kwavari, “Musakakavadzana munzira!” Sien die hoofstuk |