Genesi 45:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Farao akati kuna Josefi, “Taurira vakoma vako kuti, ‘Chidaii izvi, takudzai madhongi enyu mudzokere kuKanani, Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Farao akati kunaJosefa: Iti kuʋana ʋaɓaɓa ʋako: Itai cinhu ici: Takudzai ɀipfuwo ɀenyu, mufambe, muende kunyika yeKanani; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200217 Farao akati kuna Josefa, “Iti kuvana vababa vako, ‘Itai chinhu ichi: Takudzai zvipfuwo zvenyu, mufambe, muende kunyika yeKenani; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Farao akati kuna Josefi, “Taurira vakoma vako kuti, ‘Chidaii izvi, takudzai madhongi enyu mudzokere kuKanani, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona17 Farao akati kuna Josefi, “Taurira vakoma vako kuti, ‘Chidaii izvi, takudzai madhongi enyu mudzokere kuKanani, Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Faro akati kuna Josefa, “Taurira hama dzako uti, ‘Itai izvi: Takudzai zvipfuwo zvenyu mudzokere kunyika yeKenani, Sien die hoofstuk |