Genesi 44:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Fume mangwana varume ava vakanzi vachienda zvavo namadhongi avo. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ɀino fume maŋgwana kwoedza ʋarume ʋakatenderwa kuenda, iʋo nemboŋgoro dzaʋo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20023 Zvino fume mangwana kwoedza varume vakatenderwa kuenda, ivo nembongoro dzavo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Fume mangwana varume ava vakanzi vachienda zvavo namadhongi avo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona3 Fume mangwana varume ava vakanzi vachienda zvavo namadhongi avo. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Kwakati kuchiedza, varume vaya vakaendeswa panzira yavo pamwe chete nembongoro dzavo. Sien die hoofstuk |