Genesi 44:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 mumwe akandisiya, ndikati akaparadzwa nezvikara chete kubvira ipapo handina kuzombomuonazve. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 mumŋe wakabva kwandiri, ndikati: Ɀirokwaɀo wakabvamburwa; kubva musi iwoyo handina‐kuzomuʋona ɀe; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200228 mumwe akabva kwandiri,’ ndikati, ‘Zvirokwazvo akabvamburwa; kubva musi iwoyo handina kuzomuonazve; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 mumwe akandisiya, ndikati akaparadzwa nezvikara chete kubvira ipapo handina kuzombomuonazve. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona28 mumwe akandisiya, ndikati akaparadzwa nezvikara chete kubvira ipapo handina kuzombomuonazve. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Mumwe wavo akabva kwandiri, uye ndikati, “Zvirokwazvo akabvamburwa-bvamburwa.” Uye handina kuzomuona kubvira ipapo. Sien die hoofstuk |